Exodus 16:17 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋana ʋaIsraeri ʋakaita saiɀoɀo, ʋamŋe ʋakaʋuŋganidza ɀizhinji, ʋamŋe ɀishoma.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
VaIsraeri vakaita sezvavakaudzwa; vamwe vakaunganidza zvakawanda, vamwe zvishoma.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
VaIsiraeri vakaita saizvozvo, vamwe vakanonga chizhinji, vamwe chishoma.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vana vaIsiraeri vakaita saizvozvo, vamwe vakaunganidza zvizhinji, vamwe zvishoma.
Shona 2009?
Vana vaIsiraeri vakaita saizvozvo, vamwe vakaunganidza zvizhinji, vamwe zvishoma.
Shona SUB 2002 Bible
Vana VaIsiraeri vakaita saizvozvo, vamwe vakaunganidza zvizhinji, vamwe zvishoma.