Exodus 16:19 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mosesi akati kwaʋari: Kurege kuʋa nomunhu unosiya ɀimŋe kuȿikira maŋgwana.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Mozisi akati kwavari, “Hakuna munhu anofanira kusara nezvimwe kusvikira mangwanani.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mosesi akavati, “Hapana anofanira kusiya chimwe kusvikira mangwana mangwanani.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mosesi akati kwavari, “Kurege kuva nomunhu anosiya zvimwe kusvikira mangwana.”
Shona 2009?
Mozisi akati kwavari, "Kurege kuva nomunhu anosiya zvimwe kusvikira mangwana."
Shona SUB 2002 Bible
Mosesi akati kwavari, “Kurege kuva nomunhu anosiya zvimwe kusvikira mangwana.”