Exodus 16:21 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakaɀiʋuŋganidza maŋgwanani ose, mumŋe nomumŋe seɀaaidya; kana zuʋa ropisa ɀakanyakatika.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mangwanani oga oga munhu mumwe nomumwe akaunganidza zvaimukwanira, uye zuva parakanga ropisa, zvakanyunguduka.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vaichinonga achiri mangwanani zuva nezuva mumwe nomumwe achinonga chaanokwana kudya pazuva. Asi chaiti kana zuva ropisa chonyakatika.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakazviunganidza mangwanani ose, mumwe nomumwe sezvaaidya; kana zuva ropisa zvakanyakatika.
Shona 2009?
Vakazviunganidza mangwanani ose, mumwe nomumwe sezvaaidya; kana zuva ropisa zvakanyakatika.
Shona SUB 2002 Bible
Vakazviunganidza mangwanani ose, mumwe nomumwe sezvaaidya; kana zuva ropisa zvakanyakatika.