Exodus 16:22 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nezuʋa retanhatu ʋaiʋuŋganidza ciŋgwa ʋaciita ɀiyero ɀiʋiri, mumŋe nomumŋe omeri mbiri; ɀino ʋakuru ʋose ʋeʋuŋgano ʋakaʋuya kuzoʋudza Mosesi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pazuva rechitanhatu, vakaunganidza zviyero zviviri, maomeri mavirib pamunhu mumwe nomumwe, uye vatungamiri veungano vakauya vakazivisa izvi kuna Mozisi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pazuva rechitanhatu vakanonga chingwa chamazuva maviri, mumwe nomumwe marita mana. Vatungamiriri vose vevaIsiraeri vakauya vakazvisvitsa kuna Mosesi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nezuva retanhatu vaiunganidza chingwa vachiita zviyero zviviri, mumwe nomumwe omeri mbiri; zvino vakuru vose veungano vakauya kuzoudza Mosesi.
Shona 2009?
Nezuva retanhatu vaiunganidza chingwa vachiita zviyero zviviri, mumwe nomumwe omeri zvino vakuru vose veungano vakauya kuzoudza Mozisi.
Shona SUB 2002 Bible
Nezuva retanhatu vaiunganidza chingwa vachiita zviyero zviviri, mumwe nomumwe omeri mbiri; zvino vakuru vose veungano vakauya kuzoudza Mosesi.