Exodus 16:26 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Munofanira kuɀiʋuŋganidza mazuʋa matanhatu; asi zuʋa recinomŋe isaɓata; ne zuʋa iro hakuŋgaʋi necinhu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Muzviunganidze kwamazuva matanhatu, asi pazuva rechinomwe, iSabata, hakuzombovi nechinhu.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Munofanira kunonga chokudya ichocho kwamazuva matanhatu zuva nezuva. Asi zuva rechinomwe nderokuzorora, kuchange kusina chokunonga.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Munofanira kuzviunganidza mazuva matanhatu; asi zuva rechinomwe iSabata; nezuva iroro hakungavi nechinhu.”
Shona 2009?
Munofanira kuzviunganidza mazuva matanhatu; asi zuva rechinomwe iSabata; nezuva iroro hakungavi nechinhu."
Shona SUB 2002 Bible
Munofanira kuzviunganidza mazuva matanhatu; asi zuva rechinomwe iSabata; nezuva iroro hakungavi nechinhu.”