Exodus 16:35 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋana ʋaIsraeri ʋakadya mana makore makumi manna, kudzimana ʋaciȿika panyika yakagarwa naʋanhu; ʋakadya mana kudzimana ʋaciȿika pamiganhu yenyika yeKanani.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
VaIsraeri vakadya mana kwamakore makumi mana, kusvikira vasvika kunyika yaiva navanhu; vakadya mana kusvikira vasvika pamuganhu weKenani.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
VaIsiraeri vakadya mana iyi kwamakore makumi mana kudzamara vazosvika munyika yaigona kugarwa navanhu. Mana iyi vakaidya kusvikira vasvika pamuganhu wenyika yeKanani.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vana vaIsiraeri vakadya mana makore makumi mana, kudzimara vachisvika panyika yakagarwa navanhu; vakadya mana kudzimara vachisvika pamiganhu yenyika yeKenani.
Shona 2009?
Vana vaIsiraeri vakadya mana*makore makumi mana, kudzimara vachisvika panyika yakagarwa navanhu; vakadya mana*kudzimara vachisvika pamiganhu yenyika yeKenani.
Shona SUB 2002 Bible
Vana VaIsiraeri vakadya mana makore makumi mana, kudzamara vachisvika panyika yakagarwa navanhu; vakadya mana kudzamara vachisvika pamiganhu yenyika yeKenani.