Exodus 17:16 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
akati: Noruʋoko pacigaro coʋushe caJehova, ndinopika ndiciti: Jehova ucarwa naAmareki kuȿikira kumarudzi namarudzi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akati, “Nokuti maoko akasimudzirwa kumusoro kuchigaro choushe chaJehovha. Jehovha acharwa neAmareki kubva kumarudzi kusvika kumarudzi.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akati, “Pamusana pokuti ruoko rwanga rwakasimudzirwa kuchigaro chaTenzi, choumambo Tenzi achagarawo achirwisa vaAmareki pazvizvarwa zvavo zvose.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
akati, “Noruoko pachigaro choushe chaJehovha, ndinopika ndichiti, ‘Jehovha acharwa naAmareki kusvikira kumarudzi namarudzi.’ ”
Shona 2009?
akati, "Noruoko pachigaro choushe chaJehovha, ndinopika ndichiti, `Jehovha acharwa naAmareki kusvikira kumarudzi namarudzi.' "
Shona SUB 2002 Bible
akati, “Noruoko pachigaro choushe chaJehovha, ndinopika ndichiti, ‘Jehovha acharwa naAmareki kusvikira kumarudzi namarudzi.’ ”