Exodus 17:2 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋanhu ʋakarwa naMosesi, ʋakati: Tipe mvura tinwe. Mosesi akati kwaʋari: Munorwireiko neni? Munoidzireiko Jehova?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka vanhu vakakavadzana naMozisi uye vakati, “Tipe mvura tinwe.” Mozisi akapindura akati, “Seiko muchikakavadzana neni? Seiko muchiedza Jehovha?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vanhu ndokubva vapopotera Mosesi vachiti, “Tipe mvura yokunwa!” Mosesi akati, “Nemhosva yeiko imi muchindipopotera? Ko munoedzereiko Tenzi muchidaro?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vanhu vakarwa naMosesi, vakati, “Tipe mvura tinwe.” Mosesi akati kwavari, “Munorwireiko neni? Munoedzereiko Jehovha?”
Shona 2009?
Vanhu vakarwa naMozisi, vakati, "Tipe mvura timwe." Mozisi akati kwavari, "Munorwireiko neni? Munoedzereiko Jehovha?"
Shona SUB 2002 Bible
Vanhu vakakavadzana naMosesi, vakati, “Tipe mvura tinwe.” Mosesi akati kwavari, “Munokakavadziraneiko neni? Munoedzereiko Jehovha?”