Exodus 17:4 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mosesi akacema kunaJehova, akati: Ndicaiteiko naʋanhu aʋa? Ʋoɗa kunditaka namabge.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Mozisi akachema kuna Jehovha akati, “Ndoiteiko navanhu ava? Votoda kunditaka namabwe.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mosesi akachema kuna Tenzi achiti, “Ndoita seiko navanhu ava? Vachanditema zvino uno namabwe.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mosesi akachema kuna Jehovha, akati, “Ndichaiteiko navanhu ava? Voda kunditaka namabwe.”
Shona 2009?
Mozisi akachema kuna Jehovha, akati, "Ndichaiteiko navanhu ava? Voda kunditaka namabwe."
Shona SUB 2002 Bible
Mosesi akachema kuna Jehovha, akati, “Ndichaiteiko navanhu ava? Voda kunditaka namabwe.”