Exodus 18:1 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Jetero, muprista weMidiani, mukarabga waMosesi, wakanzwa ɀose ɀakaitira Jehova Mosesi naʋaIsraeri, ʋanhu ʋake, kuti Jehova wakaɓuɗisa ʋaIsraeri muEgipita.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino Jeturo, muprista weMidhiani uye ari tezvara waMozisi, akanzwa zvinhu zvose zvakaitirwa Mozisi naMwari uye nokuvanhu vake ivo vaIsraeri, uye kuti Jehovha akanga abudisa vaIsraeri sei kubva muIjipiti.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vatezvara vaMosesi vainzi Jetero, aiva mupristi wokuMidhiani akanzwa zvose zvakaitwa naTenzi kuna Mosesi navaIsiraeri paakavaburitsa muIjipiti.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Jeturo, mupristi weMidhiani, mukarahwa waMosesi, akanzwa zvose zvakaitira Jehovha Mosesi navaIsiraeri, vanhu vake, kuti Jehovha akabudisa vaIsiraeri muIjipiti.
Shona 2009?
Zvino Jeturo, muprista weMidhiani, mukarahwa waMozisi, akanzwa zvose zvakaitira Jehovha Mozisi navaIsiraeri, vanhu vake, kuti Jehovha akabudisa vaIsiraeri muIjipiti.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Jeturo, mupristi weMidhiani, mukarahwa waMosesi, akanzwa zvose zvakaitira Jehovha Mosesi naVaIsiraeri, vanhu vake, kuti Jehovha akabudisa VaIsiraeri muIjipiti.