Exodus 18:11 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ndinoziʋa kuti Jehova mukuru kuʋamŋari ʋose pacinhu ico caʋakaɀikudza naco kwaʋari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino ndava kuziva kuti Jehovha mukuru kupfuura vamwe vamwari vose, nokuti akaita izvi kuna avo vakabata vaIsraeri nokuzvikudza.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvino ndazoziva kuti Tenzi ndiye mukuru kudarika vamwari vose zvavo nokuti akanunura vanhu kuvaIjipiti pavaizvikudza zvikuru vachivatambudza.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino ndinoziva kuti Jehovha mukuru kuvamwari vose pachinhu icho chavakazvikudza nacho kwavari.”
Shona 2009?
Zvino ndinoziva kuti Jehovha mukuru kuvamwari vose pachinhu icho chavakazvikudza nacho kwavari."
Shona SUB 2002 Bible
Zvino ndinoziva kuti Jehovha mukuru kuvamwari vose pachinhu icho chavakazvikudza nacho kwavari.”