Exodus 18:13 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino fume maŋgwana Mosesi wakagara acitambira ʋanhu mhaka dzaʋo, ʋanhu ʋakamira pamberi paMosesi kubva maŋgwanani kuȿikira maɗekwana.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Fume mangwana, Mozisi akagara pachigaro chake kuti ashande somutongi wavanhu, uye ivo vakamira vakamupoteredza kubva mangwanani kusvikira madekwana.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ava mangwana Mosesi akagara padare achitonga mhosva dzevaIsiraeri. Vanhu vakaswera padare, kubvira mangwanani kudzamara manheru.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino fume mangwana Mosesi akagara achitambira vanhu mhaka dzavo, vanhu vakamira pamberi paMosesi kubva mangwanani kusvikira madekwana.
Shona 2009?
Zvino fume mangwana Mozisi akagara achitambira vanhu mhaka dzavo, vanhu vakamira pamberi paMozisi kubva mangwanani kusvikira madekwana.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino fume mangwana Mosesi akagara achitambira vanhu mhaka dzavo, vanhu vakamira pamberi paMosesi kubva mangwanani kusvikira madekwana.