Exodus 18:15 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mosesi akati kumukarabga wake: Nokuti ʋanhu ʋanoʋuya kwandiri kuzobvunza Mŋari;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mozisi akamupindura akati, “Nokuti vanhu vanouya kwandiri kuzotsvaka kuda kwaMwari.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mosesi akapindura vatezvara vake achiti, “Vanhu vanouya kwandiri vachida kuziva kuti Mwari anoti kudii pamhosva dzavo,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mosesi akati kumukarahwa wake, “Nokuti vanhu vanouya kwandiri kuzobvunza Mwari;
Shona 2009?
Mozisi akati kumukarahwa wake, "Nokuti vanhu vanouya kwandiri kuzobvunza Mwari;
Shona SUB 2002 Bible
Mosesi akati kumukarahwa wake, “Nokuti vanhu vanouya kwandiri kuzobvunza Mwari;