Exodus 18:17 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino mukarabga waMosesi akati kwaari: Cinhu ici caunoita hacina‐kunaka.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Tezvara waMozisi akapindura akati, “Zvauri kuita hazvina kunaka.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vatezvara vake vakamuti, “Zvauri kuita izvozvi hazvina kunaka.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino mukarahwa waMosesi akati kwaari, “Chinhu ichi chaunoita hachina kunaka.
Shona 2009?
Zvino mukarahwa waMozisi akati kwaari, "Chinhu ichi chaunoita hachina kunaka.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino mukarahwa waMosesi akati kwaari, “Chinhu ichi chaunoita hachina kunaka.