Exodus 18:2 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jetero, mukarabga waMosesi, akatora Zipora, mukadzi waMosesi, nokuti wakaŋga amudzosera kunaɓaɓa ʋake,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Shure kwokunge Mozisi adzosera Zipora mukadzi wake, tezvara wake Jeturo akagamuchira Zipora
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vatezvara vaMosesi, vaJetero vakagamuchira zvavo Zipora mudzimai waMosesi akanga ambodzorerwa kumusha
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jeturo, mukarahwa waMosesi, akatora Zipora, mukadzi waMosesi, nokuti akanga amudzosera kuna baba vake,
Shona 2009?
Jeturo, mukarahwa waMozisi, akatora Zipora, mukadzi waMozisi, nokuti akanga amudzosera kuna baba vake,
Shona SUB 2002 Bible
Jeturo, mukarahwa waMosesi, akatora Zipora, mukadzi waMosesi, nokuti akanga amudzosera kuna baba vake,