Exodus 18:27 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Mosesi akatendera mukarabga wake kuenda hake; iye akaenda kunyika yake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Mozisi akatendera tezvara wake kuti aende hake, uye Jeturo akadzokera kunyika yake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mosesi akaonekana navatezvara vake. Vatezvara ava vakadzokera kunyika kwavo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Mosesi akatendera mukarahwa wake kuenda hake; iye akaenda kunyika yake.
Shona 2009?
Zvino Mozisi akatendera mukarahwa wake kuenda hake; iye akaenda kunyika yake.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Mosesi akatendera mukarahwa wake kuenda hake; iye akaenda kunyika yake.