Exodus 18:3 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
naʋanakomana ʋake ʋaʋiri — zita romumŋe rainzi Gershomi, nokuti wakati: Ndakaŋga ndiri mŋeni panyika yaʋamŋe;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
navanakomana vake vaviri. Mumwe mwanakomana akatumidzwa kunzi Gerishomi nokuti akati, “Ndava mutorwa munyika yavamwe;”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
pamwechete navanakomana vake vaviri. Mumwe ainzi Gerishomu nokuti Mosesi aiti, “Ndiri mutorwa munyika yavamwe.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
navanakomana vake vaviri zita romumwe rainzi Geshomi, nokuti akati, “Ndakanga ndiri mweni panyika yavamwe”;
Shona 2009?
navanakomana vake vaviri zita romumwe rainzi Geshomi, nokuti akati, "Ndakanga ndiri mweni panyika yavamwe";
Shona SUB 2002 Bible
navanakomana vake vaviri zita romumwe rainzi Geshomi, nokuti akati, “Ndakanga ndiri mweni panyika yavamwe”;