Exodus 18:4 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
nezita romumŋe rainzi Eriezeri, nokuti wakati: Mŋari waɓaɓa ʋaŋgu wakaŋga ari muɓatsiri waŋgu, akandirwira pamunondo waFarao —
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
uye mumwe akatumidzwa kunzi Eriezeri, nokuti akati, “Mwari wababa vangu akanga ari mubatsiri wangu; akandiponesa kubva pamunondo waFaro.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mumwe ainzi Eriezero, nokuti aiti, “Mwari wababa vangu ndiye akava mubatsiri wangu, akandinunura kuna Farao akasandiuraya.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
nezita romumwe rainzi Ereazari, nokuti akati, “Mwari wababa vangu akanga ari mubatsiri wangu, akandirwira pamunondo waFarao.”
Shona 2009?
nezita romumwe rainzi Ereazari, nokuti akati, "Mwari wababa vangu akanga ari mubatsiri wangu, akandirwira pamunondo waFarao."
Shona SUB 2002 Bible
nezita romumwe rainzi Eriazari, nokuti akati, “Mwari wababa vangu akanga ari mubatsiri wangu, akandirwira pamunondo waFarao.”