Exodus 18:6 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
akati kunaMosesi: Ini mukarabga wako, Jetero, ndaʋuya kwauri nomukadzi wako naʋanakomana ʋake ʋaʋiri ʋanaye.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jeturo akanga atumira shoko kwaari achiti, “Ini, tezvara wako Jeturo, ndiri kuuya kwauri nomukadzi wako navanakomana vako vaviri.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jetero akanga afanotuma shoko kuna Mosesi rokuti, “Ini, vatezvara vako, ndiri kuuyako nomudzimai wako navanakomana vake vaviri.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
akati kuna Mosesi, “Ini mukarahwa wako, Jeturo, ndauya kwauri nomukadzi wako navanakomana vake vaviri vanaye.”
Shona 2009?
akati kuna Mozisi, "Ini mukarahwa wako, Jeturo, ndauya kwauri nomukadzi wako navanakomana vake vaviri vanaye."
Shona SUB 2002 Bible
akati kuna Mosesi, “Ini mukarahwa wako, Jeturo, ndauya kwauri nomukadzi wako navanakomana vake vaviri vanaye.”