Exodus 18:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jetero akafara pamsoro peɀose ɀakanaka ɀakaŋga ɀaitirwa ʋaIsraeri naJehova, kuti wakaʋarwira pamaʋoko aʋaEgipita.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jeturo akafara kunzwa nezvezvinhu zvose zvakanaka zvakaitirwa vaIsraeri naJehovha, mukuvanunura kubva muruoko rwavaIjipita.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jetero akafara kwazvo paakanzwa zvinhu zvose zvakanaka zvakaitirwa vaIsiraeri naTenzi paakavanunura mumaoko avaIjipiti.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jeturo akafara pamusoro pezvose zvakanaka zvakanga zvaitirwa vaIsiraeri naJehovha, kuti akavarwira pamaoko avaIjipiti.
Shona 2009?
Jeturo akafara pamusoro pezvose zvakanaka zvakanga zvaitirwa vaIsiraeri naJehovha, kuti akavarwira pamaoko avaIjipiti.
Shona SUB 2002 Bible
Jeturo akafara pamusoro pezvose zvakanaka zvakanga zvaitirwa VaIsiraeri naJehovha, kuti akavarwira pamaoko aVaIjipiti.