Exodus 19:1 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nomŋedzi wecitatu wokuɓuɗa kwaʋana ʋaIsraeri panyika yeEgipita, nezuʋa iro ʋakaȿika murenje reSinai.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mumwedzi wechitatu shure kwokunge vaIsraeri vabva kuIjipiti, pazuva racho iroro, vakasvika kuRenje reSinai.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pazuva chairo rakapera mwedzi mitatu yokubva kwavo kuIjipiti vaIsiraeri vakasvika murenje ReSinai.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nomwedzi wechitatu wokubuda kwavana vaIsiraeri panyika yeIjipiti, nezuva iro vakasvika murenje reSinai.
Shona 2009?
Nomwedzi wechitatu wokubuda kwavana valsiraeri panyika nezuva iro vakasvika murenje reSinai.
Shona SUB 2002 Bible
Nomwedzi wechitatu wokubuda kwavana VaIsiraeri panyika yeIjipiti, nezuva iro vakasvika murenje reSinai.