Exodus 19:10 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Jehova akati kunaMosesi: Enda kuʋanhu, uʋatsaure nhasi namaŋgwana, ʋasuke ŋguʋo dzaʋo,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye Jehovha akati kuna Mozisi, “Enda kuvanhu undovanatsa nhasi namangwana. Uite kuti vashambidze nguo dzavo
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Tenzi akataurira Mosesi achiti, “Enda undoti vaIsiraeri ngavazvinatse nhasi namangwana, vasuke hanzu dzavo,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Jehovha akati kuna Mosesi, “Enda kuvanhu, uvatsaure nhasi namangwana, vasuke nguo dzavo,
Shona 2009?
Zvino Jehovha akati kuna Mozisi, "Enda kuvanhu, uvatsaure nhasi namangwana, vasuke nguvo dzavo,
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Jehovha akati kuna Mosesi, “Enda kuvanhu, uvatsaure nhasi namangwana, vasuke nguo dzavo,