Exodus 19:11 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ʋagare ʋakaɀigadzira nezuʋa retatu, nokuti nezuʋa retatu Jehova ucaɓuruka pamberi paʋanhu ʋose pamsoro pegomo reSinai.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
uye vange vagadzirira nezuva rechitatu, nokuti nezuva iroro Jehovha achaburuka paGomo reSinai pamberi pavanhu vose.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
vange vagadzirira pazuva retatu nokuti pazuva retatu ini Tenzi ndichauya pamusoro peGomo reSinai vanhu vose vachiona.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
vagare vakazvigadzira nezuva retatu, nokuti nezuva retatu Jehovha achaburuka pamberi pavanhu vose pamusoro pegomo reSinai.
Shona 2009?
vagare vakazvigadzira nezuva retatu, nokuti nezuva retatu Jehovha achaburuka pamberi pavanhu vose pamusoro pegomo reSinai.
Shona SUB 2002 Bible
vagare vakazvigadzira nezuva retatu, nokuti nezuva retatu Jehovha achaburuka pamberi pavanhu vose pamusoro pegomo reSinai.