Exodus 19:14 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Mosesi akaɓuruka mugomo, akaenda kuʋanhu, akatsaura ʋanhu; iʋo ʋakasuka ŋguʋo dzaʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Shure kwokuburuka kwaMozisi mugomo achienda kuvanhu, akavanatsa, uye ivo vakashambidza nguo dzavo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mosesi akaburuka mugomo umu oenda kuvanhu. Akandotaurira vaIsiraeri kuti vazvinatse; vakasuka hanzu dzavo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Mosesi akaburuka mugomo, akaenda kuvanhu, akatsaura vanhu; ivo vakasuka nguo dzavo.
Shona 2009?
Zvino Mozisi akaburuka mugomo, akaenda kuvanhu, akatsaura vanhu; ivo vakasuka nguvo dzavo.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Mosesi akaburuka mugomo, akaenda kuvanhu, akatsaura vanhu; ivo vakasuka nguo dzavo.