Exodus 19:15 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akati kuʋanhu: Garai makaɀigadzira nezuʋa retatu; musasweɗera kumukadzi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo akati kuvanhu, “Zvigadzirirei nezvezuva rechitatu. Murege kurara navakadzi venyu.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mosesi akaudza vanhu kuti, “Gadzirirai kubvira nhasi kusvikira pazuva retatu, pasava naanopinda mumba nomukadzi.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akati kuvanhu, “Garai makazvigadzira nezuva retatu; musaswedera kumukadzi.”
Shona 2009?
Akati kuvanhu, "Garai makazvigadzira nezuva retatu; musaswedera kumukadzi."
Shona SUB 2002 Bible
Akati kuvanhu, “Garai makazvigadzira nezuva retatu; musaswedera kumukadzi.”