Exodus 19:17 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Mosesi akaʋudza ʋanhu kuti ʋaɓuɗe pamisasa ʋasoŋgane naMŋari, ʋamire pajiŋga regomo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Mozisi akatungamirira vanhu vachibuda mumisasa kuti vandosangana naMwari, uye vakandomira mujinga megomo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mosesi akabva navanhu kumatendhe akauya navo kuzosangana naMwari, vanhu vakasvikomira mujinga megomo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Mosesi akaudza vanhu kuti vabude pamisasa vasangane naMwari, vamire pajinga regomo.
Shona 2009?
Zvino Mozisi akaudza vanhu kuti vabude pamisasa vasangane naMwari, vamire pajinga regomo.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Mosesi akaudza vanhu kuti vabude pamisasa vasangane naMwari, vamire pajinga regomo.