Exodus 19:2 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakati ʋabva paRefidimi, ʋakaȿika murenje reSinai, ʋakadzika matente aʋo murenje; ʋaIsraeri ʋakaʋaka’po misasa pamberi pegomo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Shure kwokusimuka kwavo kubva paRefidhimu, vakapinda muRenje reSinai, uye vaIsraeri vakadzika misasa imomo murenje pamberi pegomo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
VaIsiraeri vakanga vabva kuRefidhimu vakasvika murenje reSinai vakadzika matendhe avo pakatarisana negomo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakati vabva paRefidhimu, vakasvika murenje reSinai, vakadzika matende avo murenje; vaIsiraeri vakavakapo misasa pamberi pegomo.
Shona 2009?
Vakati vabva paRefidhimu, vakasvika murenje reSinai, vakadzika matende avo murenje; valsiraeri vakavakapo misasa pamberi pegomo.
Shona SUB 2002 Bible
Vakati vabva paRefidhimu, vakasvika murenje reSinai, vakadzika matende avo murenje; VaIsiraeri vakavakapo misasa pamberi pegomo.