Exodus 19:7 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Mosesi akadzoka, akaɗana ʋakuru ʋaʋanhu, akaisa pamberi paʋo mashoko iwayo ose, aakaŋga arairwa naJehova.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka Mozisi akadzokera akadana vakuru vavanhu uye akaisa pamberi pavo mashoko ose aakanga arayirwa naJehovha kuti ataure.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mosesi akaburuka mugomo, akakokorodza vakuru vakuru vose vavaIsiraeri akavapirawo mashoko iwayo ose aakanga audzwa naTenzi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Mosesi akadzoka, akadana vakuru vavanhu, akaisa pamberi pavo mashoko iwayo ose, aakanga arairwa naJehovha.
Shona 2009?
Zvino Mozisi akadzoka, akadana vakuru vavanhu, akaisa pamberi pavo mashoko iwayo ose, aakanga arairwa naJehovha.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Mosesi akadzoka, akadana vakuru vavanhu, akaisa pamberi pavo mashoko iwayo ose, aakanga arairwa naJehovha.