Exodus 19:8 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo ʋanhu ʋose ʋakapindura pamŋe cete, ʋaciti: Ɀose ɀataurwa naJehova ticaɀiita. Mosesi akandoʋudza Jehova mashoko aʋanhu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vanhu vose vakapindura pamwe chete vachiti, “Tichaita zvose zvakarehwa naJehovha.” Saka Mozisi akadzosera mhinduro yavo kuna Jehovha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ipapo vanhu vose vakapindura pamwechete vachiti, “Zvose zvarehwa naTenzi tichazviita.” Mosesi akandoudza Tenzi zvakanga zvataurwa navanhu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo vanhu vose vakapindura pamwechete, vachiti, “Zvose zvataurwa naJehovha tichazviita.” Mosesi akandoudza Jehovha mashoko avanhu.
Shona 2009?
Ipapo vanhu vose vakapindura pamwechete, vachiti, "Zvose zvataurwa naJehovha tichazviita." Mozisi akandoudza Jehovha mashoko avanhu.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo vanhu vose vakapindura pamwechete, vachiti, “Zvose zvataurwa naJehovha tichazviita.” Mosesi akandoudza Jehovha mashoko avanhu.