Exodus 2:1 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino mumŋe murume weimba yaʋaRevi wakawana mukunda waʋaRevi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino mumwe murume weimba yaRevhi akawana mukadzi,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nguva iyoyo mumwe murume wemba yokwaRevhi akaroora mwana womuRevhi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino mumwe murume weimba yavaRevhi akawana mukunda wavaRevhi.
Shona 2009?
Zvino mumwe murume weimba yavaRevhi akawana mukunda wavaRevhi.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino mumwe murume weimba yavaRevhi akawana mukunda wavaRevhi.