Exodus 2:12 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akariŋga‐riŋga, ɀino aciʋona kuti hapanomunhu’po, akaʋuraya muEgipita, akamuʋiga mujeca.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akaringa-ringa ndokuona kusina munhu achibva auraya muIjipita, ndokumuviga mujecha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mosesi akaringa-ringa ndokuona kuti hapana mumwe munhu akanga aripo, ndokubva auraya muIjipiti uyu ndokumufushira mujecha.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akaringa-ringa, zvino achiona kuti hapana munhu aripo, akauraya muIjipiti, akamuviga mujecha.
Shona 2009?
Akaringa-ringa, zvino achiona kuti hapana munhu aripo, akauraya muIjipiti, akamuviga mujecha.
Shona SUB 2002 Bible
Akaringa–ringa, zvino achiona kuti hapana munhu aripo, akauraya muIjipiti, akamuviga mujecha.