Exodus 2:17 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋafudzi ʋakaʋuya, ʋakaʋadziŋga’po, asi Mosesi wakasimuka, akaʋaɓatsira, akanwisa makwai aʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vamwe vafudzi vakasvika vakavadzinga, asi Mozisi akasimuka akavanunura uye akanwisa zvipfuwo zvavo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kwakauyawo vamwe vafudzi vakavadzinganisa. Asi Mosesi akasimuka akandonunura vasikana ava, akanwisa zvipfuwo zvavo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vafudzi vakauya, vakavadzingapo, asi Mosesi akasimuka, akavabatsira, akanwisa makwai avo.
Shona 2009?
Vafudzi vakauya, vakavadzingapo, asi Mozisi akasimuka, akavabatsira, akamwisa makwai avo.
Shona SUB 2002 Bible
Vafudzi vakauya, vakavadzingapo, asi Mosesi akasimuka, akavabatsira, akanwisa makwai avo.