Exodus 2:18 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋakati ʋaciȿika kunaRehueri, ɓaɓa ʋaʋo, iʋo ʋakati: Makurumidza kudzoka seiko nhasi?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vasikana pavakadzokera kuna Reueri baba vavo, akavabvunza akati, “Makurumidza seiko kudzoka nhasi?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pavakadzokera kuna baba vavo Reueri baba ivavo vakati, “Ko nhasi makurumidziswa nei kudai?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino vakati vachisvika kuna Rueri, baba vavo, ivo vakati, “Makurumidza kudzoka seiko nhasi?”
Shona 2009?
Zvino vakati vachisvika kuna Rueri, baba vavo, ivo vakati, "Makurumidza kudzoka seiko nhasi?"
Shona SUB 2002 Bible
Zvino vakati vachisvika kuna Rueri, baba vavo, ivo vakati, “Makurumidza kudzoka seiko nhasi?”