Exodus 2:20 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akati kuʋakunda ʋake: Ɀino uripiko? Munhu uyu mamusiyirei? Muɗanei, adye ɀokudya.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akabvunza vanasikana vake akati, “Aripiko? Mamusiyirei? Mudanei, auye azodya.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Baba vakati kuvana vavo, “Ko zvino munhu wacho ari kupi? Mamusiyireiko? Endai mumudaidze awane chokudya.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akati kuvakunda vake, “Zvino aripiko? Munhu uyu mamusiyirei? Mudanei, adye zvokudya.”
Shona 2009?
Akati kuvakunda vake, "Zvino aripiko? Munhu uyu mamusiyirei? Mudanei, adye zvokudya."
Shona SUB 2002 Bible
Akati kuvakunda vake, “Zvino aripiko? Munhu uyu mamusiyirei? Mudanei, adye zvokudya.”