Exodus 2:21 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mosesi akatenda kugara nomunhu uyo; akapa Mosesi mukunda wake Zipora.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mozisi akabvuma kugara nomurume uyu, uyo akazopa mwanasikana wake Zipora kuna Mozisi kuti ave mukadzi wake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mosesi akagutsikana kugara nomurume uyu. Iye akazopa Mosesi mwana wake Zipora kuti ave mukadzi wake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mosesi akatenda kugara nomunhu uyo; akapa Mosesi mukunda wake Zipora.
Shona 2009?
Mozisi akatenda kugara nomunhu uyo; akapa Mozisi mukunda wake Zipora.
Shona SUB 2002 Bible
Mosesi akatenda kugara nomunhu uyo; akapa Mosesi mukunda wake Zipora.
Recommended Reading