Exodus 2:22 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akaɓereka mŋanakomana, akamutumidza zita rinonzi Gershomi, nokuti wakati: Ndakaŋga ndiri mutorwa munyika yaʋamŋe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zipora akabereka mwanakomana, uye Mozisi akamutumidza zita rokuti Gerishomi, achiti, “Ndava mueni munyika yavatorwa.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zipora akabereka mwana mukomana, Mosesi akatumidza mwana wake zita rokuti Gerishomu achiti, “Ini ndiri mutorwa zvangu munyika yavamwe.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akabereka mwanakomana, akamutumidza zita rinonzi Geshomi, nokuti akati, “Ndakanga ndiri mutorwa munyika yavamwe.”
Shona 2009?
Akabereka mwanakomana, akamutumidza zita rinonzi Geshomi, nokuti akati, "Ndakanga ndiri mutorwa munyika yavamwe."
Shona SUB 2002 Bible
Akabereka mwanakomana, akamutumidza zita rinonzi Geshomi, nokuti akati, “Ndakanga ndiri mutorwa munyika yavamwe.”

Recommended Reading