Exodus 2:25 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mŋari akaʋona ʋana ʋaIsraeri, Mŋari akaʋaraŋgarira.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka Mwari akatarisa pamusoro pavaIsraeri uye akava nehanya navo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mwari akatarisa vaIsiraeri akaita hanya navo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mwari akaona vana vaIsiraeri, Mwari akavarangarira.
Shona 2009?
Mwari akaona vana vaIsiraeri, Mwari akavarangarira.
Shona SUB 2002 Bible
Mwari akaona vana VaIsiraeri, Mwari akavarangarira.