Exodus 2:4 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Hanɀadzi yake ikandomira kure ɀishoma, kuti aziʋe ɀicaitwa naye.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Hanzvadzi yake yakamira iri chinhambwe kuti ione kuti chii chaizoitika kwaari.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Hanzvadzi yomwana uyu yaimutarisa iri chinhambwe kuti ione chingangoitika kwaari.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Hanzvadzi yake ikandomira kure zvishoma, kuti azive zvichaitwa naye.
Shona 2009?
Hanzvadzi yake ikandomira kure zvishoma, kuti azive zvichaitwa naye.
Shona SUB 2002 Bible
Hanzvadzi yake ikandomira kure zvishoma, kuti azive zvichaitwa kwaari.