Exodus 2:6 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akaizarura, akaʋona mŋana, mŋana wecikomana, ʋonei unocema. Akamunzwira ŋgoni, akati: Ndomumŋe waʋana ʋaʋaHeberu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akaizarura akaona mwana. Akanga achichema, uye akamunzwira tsitsi. Akati, “Uyu ndomumwe wavana vavaHebheru.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mukunda waFarao paakakudubura tswanda iyi akaona mune mwana mucheche akanga achichema. Akamunzwira tsitsi akati, “Mwana uyu mwana womuHebheru chete.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akaizarura, akona mwana, mwana wechikomana, onei anochema. Akamunzwira ngoni, akati, “Ndomumwe wavana vavaHebheru.”
Shona 2009?
Akaizarura, akona mwana, mwana wechikomana, onei anochema. Akamunzwira ngoni, akati, "Ndomumwe wavana vavaHebheru."
Shona SUB 2002 Bible
Akaizarura, akona mwana, mwana wechikomana, onei anochema. Akamunzwira ngoni, akati, “Ndomumwe wavana vaVaHebheru.”