Exodus 2:7 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo hanɀadzi yake yakati kumukunda waFarao: Ko handiŋgaendi ndikakuɗanirai mumŋisi kuʋakadzi ʋaʋaHeberu, kuti akumŋisirei mŋana here?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo hanzvadzi yake yakakumbira mwanasikana waFaro ikati, “Ndingaenda here ndikandokutorerai mumwe wavakadzi vechiHebheru kuti azokurererai mwana?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ipapo hanzvadzi yomwana uyu yakauyapo ikati kumukunda waFarao, “Ko ndingakudaidzirei zvangu here mureri pavakadzi vechiHebheru wokukuyamwisirai mwana uyu?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo hanzvadzi yake yakati kumukunda waFarao, “Ko handingaendi ndikakudanirai mumwisi kuvakadzi vavaHebheru, kuti akumwisirei mwana here?”
Shona 2009?
Ipapo hanzvadzi yake yakati kumukunda waFarao, "Ko handingaendi ndikakudanirai mumwisi kuvakadzi vavaHebheru, kuti akumwisirei mwana here?"
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo hanzvadzi yake yakati kumukunda waFarao, “Ko handingaendi ndikakudanirai mumwisi kuvakadzi vaVaHebheru, kuti akumwisirei mwana here?”