Exodus 2:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mukunda waFarao akati kwaari: Tora mŋana uyu, undimŋisire iye, ndigokupa muɓairo wako. Mukadzi akatora mŋana, akandomumŋisa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mwanasikana waFaro akati kwavari, “Tora mwana uyu unondirererawo, uye ini ndichakupa muripo wako.” Saka mukadzi akatora mwana akamurera.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mukunda waFarao akati kwavari, “Torai mwana uyu, mundiyamwisirewo ndichakupai mubayiro wenyu woureri.” Ivo vakatora mwana vakandomurera.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mukunda waFarao akati kwavari, “Tora mwana uyu, undimwisire ndigokupa mubayiro wako.” Mukadzi akatora mwana, akandomuyamwisa.
Shona 2009?
Mukunda waFarao akati kwavari, "Tora mwana uyu, undimwisire ndigokupa mubairo wako." Mukadzi akatora mwana, akandomuyamwisa.
Shona SUB 2002 Bible
Mukunda waFarao akati kwavari, “Tora mwana uyu, undimwisire ndigokupa mubairo wako.” Mukadzi akatora mwana, akandomuyamwisa.