Exodus 20:12 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kudza ɓaɓa ʋako namai ʋako, kuti mazuʋa ako aʋe mazhinji panyika yaunopiwa naJehova Mŋari wako.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Kudza baba vako namai vako, kuti ugorarama mazuva mazhinji munyika yaunopiwa naJehovha Mwari wako.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Remekedza baba naamai vako, kuti mazuva ako awande munyika yauri kupiwa naTenzi, Mwari wako.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Kudza baba vako namai vako, kuti mazuva ako ave mazhinji panyika yaunopiwa naJehovha Mwari wako.
Shona 2009?
"Kudza baba vako namai vako, kuti mazuva ako ave mazhinji panyika yaunopiwa naJehovha Mwari wako.
Shona SUB 2002 Bible
“Kudza baba vako namai vako, kuti mazuva ako ave mazhinji panyika yaunopiwa naJehovha Mwari wako.