Exodus 20:17 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Usaciʋa imba yowokwako, usaciʋa mukadzi wowokwako, kana muranda wake, kana murandakadzi wake, kana nzombe yake, kana mboŋgoro yake, kana cimŋe cowokwako.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Usachiva imba yomuvakidzani wako. Usachiva mukadzi womuvakidzani wako, kana murandarume wake, kana murandakadzi wake, kana nzombe yake, kana mbongoro yake, kana chinhu chipi zvacho chomuvakidzani wako.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Usachive imba yomumwe wako. Usachive mudzimai womumwe, kana munhu anomushandira, murume kana mukadzi, kunyange mombe yake, kana dhongi rake, kana chii zvacho chomumwe wako.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Usachiva imba yowokwako, usachiva mukadzi wowokwako, kana muranda wake, kana murandakadzi wake, kana nzombe yake, kana mbongoro yake, kana chimwe chowokwako.”
Shona 2009?
"Usachiva imba yowokwako, usachiva mukadzi wowokwako, kana muranda wake, kana murandakadzi wake, kana nzombe yake, kana mbongoro yake, kana chimwe chowokwako."
Shona SUB 2002 Bible
“Usachiva imba yowokwako, usachiva mukadzi wowokwako, kana muranda wake, kana murandakadzi wake, kana nzombe yake, kana mbongoro yake, kana chimwe chowokwako.”