Exodus 20:22 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jehova akati kunaMosesi: Iti kuʋana ʋaIsraeri: Imi makaʋona mumene kuti ndakataura nemi ndiri kuɗeŋga.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Jehovha akati kuna Mozisi, “Taurira vaIsraeri kuti, ‘Mazvionera pachenyu kuti ndataura kwamuri ndiri kudenga ndikati:
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Tenzi akataurira Mosesi kuti, “Iti kuna vaIsiraeri, ‘Mazviona imi pachenyu kuti ndataura nemi ndiri muchadenga.’
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jehovha akati kuna Mosesi, “Iti kuvana vaIsiraeri, ‘Imi makaona mumene kuti ndakataura nemi ndiri kudenga.
Shona 2009?
Jehovha akati kuna Mozisi, "Iti kuvana vaIsiraeri, 'imwi makaona mumene kuti ndakataura nemwi ndiri kudenga.
Shona SUB 2002 Bible
Jehovha akati kuna Mosesi, “Iti kuvana VaIsiraeri, ‘Imi makaona mumene kuti ndakataura nemi ndiri kudenga.