Exodus 20:25 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino kana ucindiʋakira artari yamabge, urege kuiʋaka namabge akaʋezwa, nokuti kana ukasimudzira mbezo yako pamsoro pebge, wariȿiɓisa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kana muchindiitira aritari yamabwe, musaivaka namabwe akavezwa, nokuti mungazoisvibisa kana mukashandisa mbezo pairi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kana muchindivakira atari yamabwe musaivake namabwe akavezwa nokuti kana mukatora nhemo muchiveza mabwe matoan'oresa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino kana uchindivakira atari yamabwe, urege kuivaka namabwe akavezwa, nokuti kana ukasimudzira mbezo yako pamusoro pebwe, warisvibisa.
Shona 2009?
Zvino kana uchindivakira aritari yamabwe, urege kuivaka namabwe akavezwa, nokuti kana ukasimudzira mbezo yako pamusoro pebwe, warisvibisa.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino kana uchindivakira atari yamabwe, urege kuivaka namabwe akavezwa, nokuti kana ukasimudzira mbezo yako pamusoro pebwe, warisvibisa.