Exodus 20:26 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Rega kukwira ʋo kuartari yaŋgu neɀikwiriso, kuti kunyasi kwako kurege kufukurwa kwairi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye musakwira kuaritari yangu namatanho, kuti kusasimira kwenyu kurege kuonekwa muri pairi.’
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Musaite madanho okukwirisa kuatari yangu kuti parege kuva nokunyadzisira woonererwa uripo.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Rega kukwirawo kuatari yangu nezvikwiriso, kuti kunyasi kwako kurege kufukurwa kwairi.”
Shona 2009?
Rega kukwirawo kuaritari yangu nezvikwiriso, kuti kunyasi kwako kurege kufukurwa kwairi."
Shona SUB 2002 Bible
Rega kukwirawo kuatari yangu nezvikwiriso, kuti kunyasi kwako kurege kufukurwa kwairi.”