Exodus 20:7 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Usareʋa zita raJehova Mŋari wako pasina; nokuti Jehova haaŋgaregi kupa mhoȿa unoreʋa zita rake pasina.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Usareva zita raJehovha Mwari wako pasina nokuti Jehovha haazoregi kupa mhosva munhu upi zvake anoreva zita rake pasina.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Usataure zita raTenzi, Mwari wako zvisina maturo nokuti Tenzi haangaregi kupa mhosva munhu anotaura zita rake zvisina maturo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Usareva zita raJehovha Mwari wako pasina; nokuti Jehovha haangaregi kupa mhosva anoreva zita rake pasina.
Shona 2009?
"Usareva zita raJehovha Mwari wako pasina; nokuti Jehovha haangaregi kupa mhosva anoreva zita rake pasina.
Shona SUB 2002 Bible
“Usareva zita raJehovha Mwari wako pasina; nokuti Jehovha haangaregi kupa mhosva anoreva zita rake pasina.