Exodus 21:10 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana akazowana mumŋe mukadzi, haafaniri kutapudza ɀokudya ɀake, kana ŋguʋo dzake, kana ɀaanofanirwa naɀo pakuwanikwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kana akawana mumwe mukadzi, haafaniri kutapudza zvokudya zvowokutanga, nguo kana kodzero dzokuwanikwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kana akatora mumwe mukadzi ngaarambe achipa mukadzi wake zvaanga achimupa zvezvokudya nezvokupfeka, aregewo kushomekesa mazuva aaipinda naye mumba.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kana akazowana mumwe mukadzi, haafaniri kutapudza zvokudya zvake, kana nguo dzake, kana zvaanofanirwa nazvo pakuwanikwa.
Shona 2009?
Kana akazowana mumwe mukadzi, haafaniri kutapudza zvokudya zvake, kana nguvo dzake, kana zvaanofanirwa nazvo pakuwanikwa.
Shona SUB 2002 Bible
Kana akazowana mumwe mukadzi, haafaniri kutapudza zvokudya zvake, kana nguo dzake, kana zvaanofanirwa nazvo pakuwanikwa.