Exodus 21:14 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana munhu akaita nobgoni kunowokwake, akamuʋuraya nokunyeŋgedzera, iwe unofanira kumubvisa paartari yaŋgu afe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi kana munhu akaronga uye akauraya mumwe munhu nobwoni, mumubvise paaritari yangu uye mumuuraye.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi kana munhu akaita maune okuvirukira mumwe nehasha, akamuuraya noujarijari, mutorei paatari yangu paanenge andopotera ipapo aurayiwe.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kana munhu akaita nobwoni kuno wokwake, akamuuraya nokunyengedzera, iwe unofanira kumubvisa paatari yangu afe.
Shona 2009?
Kana munhu akaita nobwoni kuno wokwake, akamuuraya nokunyengedzera, iwe unofanira kumubvisa paaritari yangu afe.
Shona SUB 2002 Bible
Kana munhu akaita maune kune wekwake, akamuuraya nokunyengedzera, iwe unofanira kumubvisa paatari yangu afe.