Exodus 21:15 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Unoroʋa ɓaɓa ʋake kana mai ʋake, ɀirokwaɀo unofanira kuʋurawa
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Ani naani anorova baba vake kana mai vake anofanira kuurayiwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Ani naani zvake anorova baba vake kana amai vake, anofanira kutofa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Anorova baba vake kana mai vake, zvirokwazvo anofanira kuurawa.
Shona 2009?
Anorova baba vake kana mai vake, zvirokwazvo anofanira kuurawa.
Shona SUB 2002 Bible
Anorova baba vake kana mai vake, zvirokwazvo anofanira kuurayiwa.